Galatians 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti murairo wose unozadziswa neshoko rimŋe cete, rokuti: Uɗe wokwako seɀaunoɀiɗa iwe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murayiro wose unobatanidzwa mumurayiro mumwe chete unoti: “Ude wokwako sezvaunozvida iwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti zvisungo zvose zvomutemo zvinozadziswa nechirevo chimwechete chinoti: “Ida mumwe wako sokuda kwaunozviita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti murayiro wose unozadziswa neshoko rimwechete, rokuti, “Ida wokwako sezvaunozvida iwe;”
Shona 2009?
Nokuti murairo wose unozadziswa neshoko rimwe chete, rokuti: Ude wokwako sezvaunozvida iwe;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti murairo wose unozadziswa neshoko rimwechete, rokuti, “Ida wokwako sezvaunozvida iwe;”