Galatians 5:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana mucirumana nokudyana, cenjerai kuti murege kupedzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana muchiramba muchirumana uye nokudyana, chenjererai kuti murege kuparadza mumwe nomumwe wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana basa renyu rava sezvikara kurumana nokudyana munofanira kuzvingwarira nokuti mungatosvika pakupedzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana muchirumana nokudyana, chenjerai kuti murege kupedzana.
Shona 2009?
asi kana muchirumana nokudyana, chenjerai kuti murege kupedzana.
Shona SUB 2002 Bible
asi kana muchirumana nokudyana, chenjerai kuti murege kupedzana.