Galatians 5:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi aʋo ʋari ʋaKristu Jesu ʋakaroʋera pamucinjikwa nyama, pamŋe cete nokuɗa kwayo, nokuciʋa kwayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Avo vari vaKristu Jesu vakaroverera pamuchinjikwa nyama nokuchiva kwayo uye nezvainoshuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Avo vanenge vari vanhu vaKristu Jesu vakaroverera pamuchinjikwa humunhu hwavo nehavi dzahwo nezvido zvahwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi avo vari vaKristu Jesu vakarovera pamuchinjikwa nyama yavo, pamwechete nokuda kwayo, nokuchiva kwayo.
Shona 2009?
Asi avo vari vaKristu Jesu vakarovera pamuchinjikwa nyama, pamwe chete nokuda kwayo, nokuchiva kwayo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi avo vari vaKristu Jesu vakarovera pamuchinjikwa nyama yavo, pamwechete nokuda kwayo, nokuchiva kwayo.