Galatians 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaparadzaniswa naKristu, iyemi munoɗa kururamiswa nomurairo; maɓuɗiswa panyasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munoedza kushayirwa mhosva nomurayiro makaparadzaniswa naKristu; makabva panyasha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi munoda kururamiswa nezvisungo zvomutemo makatochekana ukama naKristu, nyasha dzakatokupesai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaparadzaniswa naKristu, iyemi munoda kururamiswa nomurayiro; mabudiswa panyasha.
Shona 2009?
Makaparadzaniswa naKristu, iyemi munoda kururamiswa nomurairo; mabudiswa panyasha.
Shona SUB 2002 Bible
Makaparadzaniswa naKristu, iyemi munoda kururamiswa nomurairo; mabudiswa panyasha.