Galatians 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munaKristu Jesu kudziŋgiswa kana kusadziŋgiswa haɀiɓatsiri cinhu; asi kutenda kunoɓata noruɗo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvina maturo. Chinhu chinokosha chete ndiko kutenda kunozviratidza kubudikidza norudo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hakuna basa asi chitendero chine rudo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvibatsiri chinhu; asi kutenda kunobata norudo.
Shona 2009?
Nokuti munaKristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvibatsiri chinhu; asi kutenda kunobata norudo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti muna Kristu Jesu kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvibatsiri chinhu; asi kutenda kunobata norudo.