Genesis 1:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ikameresa ʋuswa, nemiriʋo inoɓereka mbeu dzinamarudzi adzo, nemiti inoɓereka micero, mbeu dzayo dziri mukati mayo, inamarudzi ayo; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika yakameresa uswa: miriwo inobereka mbeu maererano nemhando dzayo nemiti inobereka michero ine mhodzi mukati mayo, maererano nemhando dzayo. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yakamera zvinomera zvorudzi norudzi, nezvinomera zvine mhodzi dzazvo, namarudzi namarudzi emiti inobereka michero ine mhodzi. Zvikabva zvaita saizvozvo. Mwari akaona kuti zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ikameresa uswa, nemiriwo inobereka mbeu dzina marudzi adzo, nemiti inobereka michero, mbeu dzayo dziri mukati mayo, inamarudzi ayo; Mwari akaona kuti zvakanaka.
Shona 2009?
Nyika ikameresa uswa, nemiriwo inobereka mbeu dzina marudzi adzo, nemiti inobereka michero, mbeu dzayo dziri mukati mayo, inamarudzi ayo; Mwari akaona kuti zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ikameresa uswa, nemiriwo inobereka mbeu dzina marudzi adzo, nemiti inobereka michero, mbeu dzayo dziri mukati mayo, ina marudzi ayo; Mwari akaona kuti zvakanaka.