Genesis 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋgaɀiʋe ɀiedza panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika; ɀikaita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ngazvive zviedza munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika.” Uye zvakaita saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo.
Shona 2009?
nga­zvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvo­zvo.
Shona SUB 2002 Bible
ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo.