Genesis 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akaʋona ciedza, kuti cakanaka; Mŋari akaparadzanisa ciedza nerima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.
Shona 2009?
Mwari akaona chiedza, kuti chaka­naka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima.