Genesis 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akati: Nɀimbo ŋgaiʋe’po pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari akati, “Ngapave nenzvimbo pakati pemvura kuti iparadzanise mvura nemvura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.
Shona 2009?
Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura.