Genesis 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akati: Mvura iri pasi peɗeŋga ŋgaiʋuŋgane pamŋe cete, kuti pasi pakawoma paʋonekwe; ɀikaita saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane panzvimbo imwe chete, uye pasi pakaoma ngapaonekwe.” Uye zvakaita saizvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akati: Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete, kuti pasi pakaoma paonekwe; zvikaita saizvozvo.
Shona 2009?
Mwari akati: Mvura iri pasi pede­nga ngaiungane pamwechete, kuti pasi pakaoma paonekwe; zvikaita saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akati: Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete, kuti pasi pakaoma paonekwe; zvikaita saizvozvo.