Genesis 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo marudzi aʋanakomana ʋaNoa, naShemi, naHami, naJafeti; iʋo ʋakaɓerekerwa ʋana shure kwemvura zhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo rondedzero yamarudzi aShemu, Hamu naJafeti, vana vaNoa, avo vakaitawo vanakomana mushure mamafashamu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvizvarwa zvavana vaNowa vanoti Shemu naHamu naJafeti zvaakabereka shure kwamafashamo emvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo marudzi avanakomana vaNoa, naShemu, naHamu, naJafeti; ivo vakaberekerwa vana shure kwemvura zhinji.
Shona 2009?
Ndiwo marudzi avanakomana vaNowa, naShemu, naHamu, naJa­feti; ivo vakaberekerwa vana shure kwe­mvura zhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo marudzi avanakomana vaNowa, naShemu, naHamu, naJafeti; ivo vakaberekerwa vana shure kwemvura zhinji.