Genesis 10:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muganho waʋaKanani wakataŋga paZidoni, ukaenda Gerari, ukaȿika Gaza, ukaenda Sodoma, neGomora, neAdama, neZiboimi, ukaȿika paRasha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye miganhu yavaKenani yakasvika kuSidhoni yakananga kuGerari kusvikira kuGaza, uyezve yakananga kuSodhomu, Gomora, Adhima neZebhoimi, kusvikira kuRasha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yavaKanani yaivambira kuSidhoni zvichienda kuGerari, kundosvika kuGaza, zvoenda nokuSodhomu neGomora neAdhima neZebhoimu kundogumira kuRasha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muganhu wavaKenani wakatanga paSidhoni, ukaenda Gerari, ukasvika Gaza, ukaenda Sodhomu, neGomora, neAdhamu, neZibhoimu, ukasvika paRasha.
Shona 2009?
Muganhu wavaKenani wakatanga paSidhoni, ukaenda Gerari, ukasvika Gaza, ukaenda Sodhomu, neGomora, neAdhamu, neZibhoimu, ukasvika paRasha.
Shona SUB 2002 Bible
Muganhu waVaKenani wakatanga paSidhoni, ukaenda Gerari, ukasvika Gaza, ukaenda Sodhoma, neGomora, neAdhamu, neZibhoimu, ukasvika paRasha.