Genesis 10:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJafeti ndiʋo: Gomeri, naMagogi, naMadai, naJavani, naTubari, naMesheki, naTirasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaJafeti vanoti: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Jubhari, Mesheki naTirasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jafeti akabereka vanakomana vake vanoti: Gomeri naMagogu naMadhai naJavhani naTubhari naMesheki naTirasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJafeti ndivo: Gomeru, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMisheki, naTirasi.
Shona 2009?
Vanakomana vaJafeti ndivo: Go­meru, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMisheki, naTirasi.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJafeti ndivo: Gomeru, naMagogi, naMadhai, naJavhani, naTubhari, naMesheki, naTirasi.