Genesis 10:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiye Shemi, ɓaɓa ʋaʋana ʋose ʋaEberi, mukuru waJafeti, wakaɓerekerwa ʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shemu akaberekerwawo vanakomana, mukoma wake akanga ari Jafeti; Shemu akanga ari tateguru wavanakomana vose vaEbheri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shemu mukoma waJafeti akaberekawo vana. Ndiye tateguru wemhuri yevaEbheru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naiye Shemu, baba vavana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akaberekerwa vana.
Shona 2009?
Naiye Shemu, baba vavana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akabereke­rwa vana.
Shona SUB 2002 Bible
Naiye Shemu, baba vevana vose vaEbheru, mukuru waJafeti, akaberekerwa vana.