Genesis 10:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naOfiri, naHavira, naJobabi; aʋa ʋose ʋaiʋa ʋanakomana ʋaJoktani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ofiri, Havhita naJobhabhu. Vose ava vakanga vari vanakomana vaJokitani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwozouya Ofiri naHavhira naJobhabhu, vose ivava ndivo vanakomana vaJokitani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naOfiri, naHavhira, naJobhabhu; ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.
Shona 2009?
naOfiri, naHavhira, naJobhabhu; ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.
Shona SUB 2002 Bible
naOfiri, naHavhira, naJobhabhu; ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.