Genesis 10:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kwaʋakagara ndiko: Kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dunhu ravaigara raibvira kuMesha rakananga kuSefari, kunyika yezvikomo yokumabvazuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kwavakagara ndiko: kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuva.
Shona 2009?
Kwavakagara ndiko: kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Kwavakagara ndiko: kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuva.