Genesis 10:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaJavani ndiʋo: Erisha, naTarshisi, naKitimi, naDodanimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaJavhani vanoti: Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhonimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaJavhani ndivo: Erisha, naTashisi, naKitimi, naDhodhanimu.
Shona 2009?
Vanakomana vaJavhani ndivo: Erisha, naTashisi, naKi­timi, naDhodhanimu.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaJavhani ndivo: Erisha, naTashisi, naSaipurasi, naDhodhanimu.