Genesis 10:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaHami ndiʋo: Kushi, naMizraimi, naPuti, naKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaHamu vanoti: Kushi, Miziraimi, Puti naKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamu akabereka vanakomana vake vanoti: Kushi naIjipiti naPuti naKanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaHamu ndivo: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKenani.
Shona 2009?
Vanakomana vaHamu ndivo: Kushi, naMiziraimu, naPuti, naKenani.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaHamu ndivo: Kushi, naIjipiti, naRibhia, naKenani.