Genesis 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanakomana ʋaKushi ndiʋo: Seba, naHavira, naSabta, naRaama, naSabteka; naʋanakomana ʋaRaama ndiʋo: Sheba naDedani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanakomana vaKushi vanoti: Sebha, Havhira, Sabhata, Rama naSabhuteka. Vanakomana vaRaama vanoti: Shebha naDhedhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanakomana vaKushi ndivo: Sebha, naHavhira, naSabhata, naRama, naSabhuteka; navanakomana vaRama ndivo: Shebha naDhedhani.
Shona 2009?
Vana­komana vaKushi ndivo: Sebha, naHa­vhira, naSabhata, naRama, naSabhuteka; navanakomana vaRama ndivo: Shebha naDhedhani.
Shona SUB 2002 Bible
Vanakomana vaKushi ndivo: Sebha, naHavhira, naSabhata, naRama, naSabhuteka; navanakomana vaRama ndivo: Shebha naDhedhani.