Genesis 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kushi wakaɓereka Nimirodi, ndiye wakataŋga kuʋa nesimba panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kushi akanga ari baba vaNimirodhi, uyo akanga ari murwi ane simba panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kushi akabereka Nimurodhi, ndiye akatanga kuva nesimba panyika.
Shona 2009?
Kushi akabereka Nimurodhi, ndiye akatanga kuva nesimba panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Kushi akabereka Nimurodhi, ndiye akatanga kuva nesimba panyika.