Genesis 11:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiwo marudzi aShemi. Shemi wakaŋga anamakore anezana, akaɓereka Arpakshadi, mvura zhinji yapfuʋura makore maʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo rondedzero yamarudzi aShemu. Makore maviri shure kwamafashamu, Shemu paakanga ava namakore zana okuberekwa, akabereka Afakisadhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvizvarwa zvokwaShemu. Shemu akagara zana ramakore akabereka Aripakishadhi, makore maviri shure kwamafashamo emvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiwo marudzi aShemu. Shemu wakanga ana makore ane zana, akabereka Aripakishadhi, mvura zhinji yapfuura makore maviri;
Shona 2009?
Ndiwo marudzi aShemu. Shemu wakanga ana makore ane zana, akabereka Aripakishadhi, mvura zhinji yapfuura makore maviri;
Shona SUB 2002 Bible
Ndiwo marudzi aShemu. Shemu wakanga ana makore ane zana, akabereka Aripakishadhi, mvura zhinji yapfuura makore maviri;