Genesis 11:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakati aɓereka Shera, Arpakshadi akagara makore anamazana manna namatatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye shure kwokubereka kwake Shera, Afakisadhi akararama kwamakore mazana mana namatatu uye akazova navamwe vanakomana navanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mokubereka Shera, Aripakishadhi akagarazve mazana mana amakore ana makore matatu, akaberekawo vamwe vana vakomana navasikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wakati abereka Shera, Aripakishadhi akagara makore ana mazana mana namatatu, akabereka vanakomana navanasikana.
Shona 2009?
wakati abereka Shera, Ari­pakishadhi akagara makore ana mazana mana namatatu, akabereka vanakomana navanasikana.
Shona SUB 2002 Bible
wakati abereka Shera, Aripakishadhi akagara makore ana mazana mana namatatu, akabereka vanakomana navanasikana.