Genesis 11:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shera wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Eberi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shera akati ava namakore makumi matatu okuberekwa, akabereka Ebheri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shera akagara makumi matatu amakore akabereka Ebheru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shera wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Ebheru.
Shona 2009?
Shera wakagara makore ana ma­kumi matatu, akabereka Ebheru.
Shona SUB 2002 Bible
Shera wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Ebheru.