Genesis 11:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Peregi wakagara makore anamakumi matatu, akaɓereka Rehu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Peregi akati ava namakore makumi matatu, okuberekwa akabereka Reu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Peregi akagara makumi matatu amakore akabereka Reu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Peregi wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Rehu;
Shona 2009?
Peregi wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Rehu;
Shona SUB 2002 Bible
Peregi wakagara makore ana makumi matatu, akabereka Rehu;