Genesis 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋacitamira mabvazuʋa, ʋakawana ɓani munyika yeShinari, ʋakagara’ko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakati vachitamira kumabvazuva, vakawana bani romuShinari uye vakagaramo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachitamira mabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari, vakagarako.
Shona 2009?
Zvino vakati vachitamira mabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari, vakagarako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachitamira mabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari, vakagarako.