Genesis 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rehu wakagara makore anamakumi matatu namaʋiri, akaɓereka Serugi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Reu akati ava namakore makumi matatu namaviri okuberekwa, akabereka Serugi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Reu akagara makumi matatu amakore ana makore maviri, akabereka Serugu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rehu wakagara makore ana makumi matatu namaviri, akabereka Serugu;
Shona 2009?
Rehu wakagara makore ana ma­kumi matatu namaviri, akabereka Serugu;
Shona SUB 2002 Bible
Rehu wakagara makore ana makumi matatu namaviri, akabereka Serugu;