Genesis 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakataurirana, ʋaciti: Ʋuyai, ŋgatiite ɀitina, tiɀipise kwaɀo. Ɀitina ɀakaʋa mabge aʋo, nebitumini rakaʋa ɗope raʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakataurirana vakati, “Uyai, ngatiitei zvidhina tigozvipisa kwazvo.” Vakashandisa zvidhina pachinzvimbo chamabwe, uye bhitumiti rikava dhaka ravo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazorangana vachiti, “Ngatikanyei zvidhina tinyatsozvipisa zvakanaka.” Zvidhina ndozvaiva matombo avo, dhaka ravo rokuvakisa riri tara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakataurirana, vachiti, “Uyai, ngatiite zvidhina, tizvipise kwazvo.” Zvidhina zvakava mabwe avo, nebitumini rakava dope ravo.
Shona 2009?
Vakataurirana, vachiti, "Uyai, ngatiite zvidhina, tizvipise kwazvo." Zvidhina zvakava mabwe avo, nebitumini rakava dope ravo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakataurirana, vachiti, “Uyai, ngatiite zvidhina, tizvipise kwazvo.” Zvidhina zvakava mabwe avo, nebitumini rakava dope ravo.