Genesis 11:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa aTera akaŋga ari makore anamazana maʋiri namashanu; Tera akafira Harani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tera akararama kwamakore mazana maviri namashanu, uye akafira paHarani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makore ose pamwechete aTera akagara mazana maviri amakore ana makore mashanu, ndokubva Tera azofira zvake kuHarani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva aTera akanga ari makore ana mazana maviri namashanu; Tera akafira Harani.
Shona 2009?
Mazuva aTera akanga ari makore ana mazana maviri namashanu; Tera akafira Harani.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva aTera akanga ari makore ana mazana maviri namashanu; Tera akafira Harani.