Genesis 12:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakati kunaAbrama: Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yaɓaɓa ʋako, uende kunyika yandicakuratidza iyo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakati kuna Abhuramu, “Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo;
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakati kunaAbhuramu, "Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Abhuramu, “Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo;