Genesis 12:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino nzara yakaŋga iri’po panyika iyo; Abrama ndokuɓurukira Egipita kundogara’ko; nokuti nzara yakaŋga iri huru panyika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nzara yakanga iripo panyika, uye Abhurama akaburuka akaenda kuIjipiti kuti andogara ikoko kwechinguva nokuti nzara yakanga iri huru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munyika iyoyo makaita nzara, shangwa chaiyo yenzara. Saka Abhuramu akaenda Ijipiti kumbondogarako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nzara yakanga iripo panyika iyo; Abhuramu ndokuburukira Ijipiti kundogarako; nokuti nzara yakanga iri huru panyika iyo.
Shona 2009?
Zvino nzara yakanga iripo panyika iyo; Abhuramu ndokuburukira Ijipiti ku­ndogarako; nokuti nzara yakanga iri huru panyika iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nzara yakanga iripo panyika iyo; Abhuramu ndokuburukira Ijipiti kundogarako; nokuti nzara yakanga iri huru panyika iyo.