Genesis 12:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati oɗa kupinda Egipita, akati kunaSarai, mukadzi wake: Tarira, ndinoziʋa kuti uri mukadzi wakanaka paciso cako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paakanga oda kupinda muIjipiti, akati kumukadzi wake, Sarai, “Ndinoziva kuti uri mukadzi akanakisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti ava kusvika Ijipiti, Abhuramu akafanotaurira mudzimai wake Sarai achiti, “Iwe uri mukadzi akanaka kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati oda kupinda Ijipiti, akati kuna Sarai, mukadzi wake, “Tarira, ndinoziva kuti uri mukadzi wakanaka pachiso chako;
Shona 2009?
Zvino wakati oda kupinda Ijipiti, akati kuna Sarai, mukadzi wake, "Tarira, ndinoziva kuti uri mukadzi wakanaka pachiso chako;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati oda kupinda Ijipiti, akati kuna Sarai, mukadzi wake, “Tarira, ndinoziva kuti uri mukadzi wakanaka pachiso chako;