Genesis 12:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kana ʋaEgipita ʋacikuʋona, ʋacati: Ndiye mukadzi wake; ʋacandiʋuraya, asi iwe ʋacakurega uri mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pauchaonekwa navaIjipita, vachati, ‘Uyu ndiye mukadzi wake.’ Ipapo vachandiuraya asi iwe vachakurega uri mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo kana vaIjipiti vakakuona vachati, ‘Uyu mukadzi wake uyu,’ vakandiuraya, iwe vachikurega uri mupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kana vaIjipiti vachikuona, vachati, ‘Ndiye mukadzi wake’, vachandiuraya, asi iwe vachakurega uri mupenyu.
Shona 2009?
kana vaIjipiti vachikuona, vachati, `Ndiye mukadzi wa­ke', vachandiuraya, asi iwe vachakurega uri mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
kana VaIjipiti vachikuona, vachati, ‘Ndiye mukadzi wake,’ vachandiuraya, asi iwe vachakurega uri mupenyu.