Genesis 12:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abrama aciȿika Egipita, ʋaEgipita ʋakaʋona mukadzi kuti wakanaka kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurama akati asvika kuIjipiti, vaIjipita vakaona kuti akanga ane mukadzi akanaka kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu paakasvika kuIjipiti, vaIjipiti vakaona kuti mukadzi wacho akanga akanaka kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhuramu achisvika Ijipiti, vaIjipiti vakaona mukadzi kuti wakanaka kwazvo.
Shona 2009?
Zvino Abhuramu achisvika Ijipiti, valjipiti vakaona mukadzi kuti wakanaka kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhuramu achisvika Ijipiti, vaIjipiti vakaona mukadzi kuti wakanaka kwazvo.