Genesis 12:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namacinda aFarao akamuʋona ʋo, ʋakandomurumbidza kunaFarao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye machinda aFaro vakati vamuona, vakandomurumbidza kuna Faro, uye vakabva vamutora vakamupinza mumuzinda wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti machinda aFarao amuona akamurumbidza pana Farao. Mukadzi uya ndokubva atorwa akaendwa naye kumba kwaFarao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao.
Shona 2009?
Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao.
Shona SUB 2002 Bible
Namachinda aFarao akamuonawo, vakandomurumbidza kuna Farao; mukadzi akatorwa, akaiswa mumba maFarao.