Genesis 12:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova wakatambudza Farao naʋeimba yake namaɗambudziko makuru nokuɗa kwaSarai, mukadzi waAbrama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha akatambudza Faro neveimba yake nehosha yakaipisisa nokuda kwaSarai mukadzi waAbhurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha wakatambudza Farao neveimba yake namadambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhuramu.
Shona 2009?
Asi Jehovha wakatambudza Farao neveimba yake namatambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhu­ramu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha akatambudza Farao neveimba yake namatambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhuramu.