Genesis 12:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Farao wakaɗana Abrama, akati: Cinyiko ici cawandiitira — Wakaregereiko kundiziʋisa kuti mukadzi wako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Faro akadana Abhurama uye akati, “Waiteiko kwandiri? Wakaregereiko kundiudza kuti uyu mukadzi wako?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akadaidza Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawaita kwandiri.” Wakaregerereiko kundiudza kuti mukadzi uyu mudzimai wako?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Farao wakadana Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawakandiitira? Wakaregereiko kundizivisa kuti mukadzi wako.
Shona 2009?
Zvino Farao wakadana Abhu­ramu akati, "Chiiko ichi chawakandiitira? Wakaregereiko kundizivisa kuti mu­kadzi wako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Farao wakadana Abhuramu akati, “Chiiko ichi chawakandiitira? Wakaregereiko kundizivisa kuti mukadzi wako.