Genesis 12:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Farao akaraira ʋamŋe ʋarume pamsoro pake, ʋakamuperekedza iye nomukadzi wake neɀose ɀaakaŋga anaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Faro akarayira varanda vake pamusoro paAbhurama, uye vakamurega achienda nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Farao akatuma vamwe vanhu vake kuti vaburitse Abhuramu nomudzimai wake munyika iyoyo, nezvinhu zvose zvavaiva nazvo vachimuperekedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Farao akaraira vamwe varume pamusoro pake, vakamuperekedza iye nomukadzi wake nezvose zvaakanga anazvo.
Shona 2009?
Zvino Farao akaraira vamwe varume pamusoro pake, vakamu­perekedza iye nomukadzi wake nezvose zvaakanga anazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Farao akaraira vamwe varume pamusoro pake, vakamuperekedza iye nomukadzi wake nezvose zvaakanga anazvo.