Genesis 12:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaropafadza iʋo ʋanokuropafadza; unokutuka, ndicamutuka ʋo; marudzi ose enyika acaropafadzwa mauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndicharopafadza vaya vanokuropafadza, uye ani naani anokutuka ndichamutuka; uye marudzi ose ari panyika acharopafadzwa kubudikidza newe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichakomborera vanokumborera. Vanoti uwirwe norushambwa, ndichivapinza murushambwa. Ndudzi dzose dzichakomborerwa pamusana pako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndicharopafadza ivo vanokuropafadza; unokutuka, ndichamutukawo; marudzi ose enyika acharopafadzwa mauri.”
Shona 2009?
Ndicharopafadza ivo vanokuropafadza; unokutuka, ndichamutukawo; marudzi ose enyika acharopafadzwa mauri."
Shona SUB 2002 Bible
Ndicharopafadza ivo vanokuropafadza; unokutuka, ndichamutukawo; marudzi ose enyika acharopafadzwa mauri.”