Genesis 12:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Abrama wakaenda seɀaakaʋudzwa naJehova; naRoti wakaenda naye. Abrama wakaŋga anamakore anamakumi manomŋe namashanu pakubva kwake Harani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Abhurama akabva, sezvaakanga audzwa naJehovha; uye Roti akaenda naye. Abhurama akanga ava namakore makumi manomwe namashanu okuberekwa paakasimuka kubva paHarani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo Abhuramu akasimuka akaenda sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Roti akaendawo naye. Abhuramu akanga ava namakumi manomwe amakore ana makore mashanu paakatama kuHarani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani.
Shona 2009?
Naizvozvo Abhuramu wakaenda se­zvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakae­nda naye. Abhuramu wakanga ana ma­kore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Abhuramu wakaenda sezvaakaudzwa naJehovha; naRoti wakaenda naye. Abhuramu wakanga ana makore ana makumi manomwe namashanu pakubva kwake Harani.