Genesis 12:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrama akagura nenyika iyo akaȿika panɀimbo inonzi Shekemi, pamuti womuouki weMore; ŋguʋa iyo ʋaKanani ʋakaŋga ʋari munyika iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurama akafamba nomunyika kusvikira panzvimbo yomuti mukuru weMore paShekemu. Panguva iyoyo vaKenani vakanga vari munyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akafamba nomunyika imomo akasvikogara kuShikemu pamuti womuoki. Panguva iyoyo vaKanani vakanga vagere munyika iyoyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhuramu akagura nenyika iyo akasvika panzvimbo inonzi Shekemu, pamuti womuouki weMore; nguva iyo vaKenani vakanga vari munyika iyo.
Shona 2009?
Abhuramu akagura nenyika iyo akasvika panzvimbo inonzi Shekemu, pamuti womuouki weMore; nguva iyo vaKenani vakanga vari munyika iyo.
Shona SUB 2002 Bible
Abhuramu akagura nenyika iyo akasvika panzvimbo inonzi Shekemu, pamuti womuouki weMore; nguva iyo VaKenani vakanga vari munyika iyo.