Genesis 12:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakaɀiratidza kunaAbrama, akati: Ndicapa ʋana ʋako nyika iyi; akaʋakira Jehova artari ipapo, iye wakaŋga aɀiratidza kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakazviratidza kuna Abhuramu, akati, "Ndichapa vana vako nyika iyi;" akavakira Jehovha aritari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari.