Genesis 12:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kubva ipapo Abrama wakaramba acitamira kumaʋirazuʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Abhurama akasimuka akaenda mberi akananga kuNegevhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akaramba achienda nechokuNegevhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kubva ipapo Abhuramu wakaramba achitamira kumavirazuva.
Shona 2009?
Kubva ipapo Abhuramu wakara­mba achitamira kumavirazuva.
Shona SUB 2002 Bible
Kubva ipapo Abhuramu wakaramba achitamira kumavirazuva.