Genesis 13:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Roti akaɀitsaurira ɓani rose reJoridani; Roti akaenda kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋakaparadzana haʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Roti akazvisarudzira bani rose reJorodhani uye akasimuka akananga kumabvazuva. Varume vaviri ava vakaparadzana:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Roti akazvitsaurira bani rose reJorodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo.
Shona 2009?
Roti akazvitsaurira bani rose reJorodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakapa­radzana havo.
Shona SUB 2002 Bible
Roti akazvitsaurira bani rose reJodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo.