Genesis 13:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Roti wakati aparadzana naye, Jehova akati kunaAbrama: Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutiʋi rwokumsoro, norwenyasi, norwokumabvazuʋa, norwokumaʋirira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Abhurama shure kwokubva kwaRoti, “Simudza meso ako uri pauri ipapo uye utarire kumusoro nezasi, kumabvazuva nokumavirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Abhuramu naRoti vaparadzana Tenzi akataurira Abhuramu achiti, “Uri pauri ipapo, tarisa kuchamhembe nokumaodzanyemba, kumabvazuva nokumadokero,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Roti wakati aparadzana naye, Jehovha akati kuna Abhuramu, “Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutivi rwokumusoro, norwenyasi, norwokumabvazuva, norwokumavirira;
Shona 2009?
Zvino Roti wakati aparadzana naye, Jehovha akati kuna Abhuramu, "Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutivi rwokumusoro, norwe­nyasi, norwokumabvazuva, norwokuma­virira;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Roti wakati aparadzana naye, Jehovha akati kuna Abhuramu, “Simudza hako meso ako ipapo paugere, utarire kurutivi rwokumusoro, norwenyasi, norwokumabvazuva, norwokumavirira;