Genesis 13:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaita ʋana ʋako seguruʋa renyika; kuti kana kunomunhu unogona kuʋereŋga guruʋa renyika, naʋana ʋako ʋaŋgaʋereŋgwa ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti vana vako vave seguruva renyika, zvokuti kana pano munhu angagona kuverenga guruva, naizvozvo vana vako vachagona kuverengwawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti zvizvarwa zvako zviwande seguruva renyika zvokuti kana kuine munhu anogona kuverengeta guruva renyika ndiye angagonewo kuzoverenga zvizvarwa zvako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo.
Shona 2009?
Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaita vana vako seguruva renyika; kuti kana kuine munhu anogona kuverenga guruva renyika, navana vako vangaverengwawo.