Genesis 13:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simuka, ufambe nenyika pakureɓa kwayo, napaʋupamhi bgayo, nokuti ndicakupa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Enda, famba munyika, muurefu nomuupamhi hwayo, nokuti ndichaipa kwauri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simuka, ufambe nenyika pakureba kwayo, napaupamhi hwayo, nokuti ndichakupa iyo.”
Shona 2009?
Simuka, ufambe nenyika pakureba kwayo, napaupamhi hwayo, nokuti ndichakupa iyo."
Shona SUB 2002 Bible
Simuka, ufambe nenyika pakureba kwayo, napaupamhi hwayo, nokuti ndichakupa iyo.”