Genesis 13:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafamba nzendo dzake acibva nyasi kuȿikira paBeteri, kunɀimbo iya kwaiʋa netente rake pakutaŋga, pakati peBeteri neAi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuNegevhi akafamba nzvimbo nenzvimbo kusvikira asvika kuBheteri, kunzvimbo iri pakati peBheteri neAi kwaimbova netende rake kare
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazosumuka muNegevhu akafamba kudzamara asvika kuBhetieri padongo riya raakanga akadzika matendhe ake pakutanga riri pakati peBhetieri neAi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akafamba nzendo dzake achibva nyasi kusvikira paBheteri, kunzvimbo iya kwaiva netende rake pakutanga, pakati peBheteri neAi;
Shona 2009?
Akafa­mba nzendo dzake achibva nyasi kusvi­kira paBheteri, kunzvimbo iya kwaiva netende rake pakutanga, pakati peBheteri neAi;
Shona SUB 2002 Bible
Akafamba nzendo dzake achibva nyasi kusvikira paBhetieri, kunzvimbo iya kwaiva netende rake pakutanga, pakati peBhetieri neAi;