Genesis 13:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaRoti ʋo, iye wakaenda naAbrama, wakaŋga anamakwai, neŋombe, namatente.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Roti, uyo akanga achifamba naAbhurama, akanga ana makwai nemombewo namatende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Roti uya aifamba naAbhuramu aivawo nemombe nezvimwewo zvipfuwo namatendhe ake
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaRoti, iye wakaenda naAbhuramu, wakanga aine makwai, nemombe, namatende.
Shona 2009?
NaRoti, iye wakaenda naAbhuramu, wakanga aine makwai, nemombe, namatende.
Shona SUB 2002 Bible
NaRoti, iye wakaenda naAbhuramu, wakanga aine makwai, nemombe, namatende.