Genesis 13:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ikasaʋariŋgana, kuti ʋagare panɀimbo imŋe; nokuti fuma yaʋo yakaŋga iri zhinji; ʋakasagona kugara panɀimbo imŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nyika haina kugona kuvaringana kuti vagare pamwe chete, nokuti pfuma yavo yakanga yakawanda kwazvo zvokuti vakanga vasisakwanisi kugara pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti kwakanga kusina mafuro akakwana okufudzira zvipfuwo zvavo pamwe chete. Upfumi hwavo hwakanga hwakawandisa zvokuti vakanga vasisakwanise kuchange vachagara pamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ikasavaringana, kuti vagare panzvimbo imwe; nokuti pfuma yavo yakanga iri zhinji; vakasagona kugara panzvimbo imwe.
Shona 2009?
Nyika ikasavaringana, kuti vagare panzvimbo imwe; nokuti fuma yavo yakanga iri zhinji; vakasagona kugara panzvimbo imwe.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ikasavaringana, kuti vagare panzvimbo imwe; nokuti pfuma yavo yakanga iri zhinji; vakasagona kugara panzvimbo imwe.