Genesis 13:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Abrama akati kunaRoti: Nharo ŋgadzirege kuʋa’po pakati paŋgu newe, napakati paʋafudzi ʋaŋgu naʋafudzi ʋako, nokuti tiri hama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Abhurama akati kuna Roti, “Ngaparege kuva negakava pakati pako neni, kana pakati pavafudzi vako nevangu, nokuti tiri hama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhuramu akataurirana naRoti achiti, “Ngatiregei kuitirana gakava, kunyange vafudzi vedu ngavaregewo kuitirana gakava nokuti tiri hama nehama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Abhuramu akati kuna Roti, “Nharo ngadzirege kuvapo pakati pangu newe, napakati pavafudzi vangu navafudzi vako, nokuti tiri hama.
Shona 2009?
Ipapo Abhuramu akati kuna Roti, "Nharo ngadzirege kuvapo pakati pangu newe, napakati pavafudzi vangu navafu­dzi vako, nokuti tiri hama.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Abhuramu akati kuna Roti, “Nharo ngadzirege kuvapo pakati pangu newe, napakati pavafudzi vangu navafudzi vako, nokuti tiri hama.